Tsumo dzezvihuta

6:16 AM Admin 0 Comments

Tsumo dzezvi huta
1) regai zvive zvihuta mazai ezvihuta haana muto.
2) zvaiva zvihuta zvemusango zvave zvihuta zvepamba
3) Paiva ne chicken inn pave nechihuta inn
4) kugocha kunoda kwezvihuta kwechicken inodzima moto.
5) matakadya zvihuta haanyaradze Mwana
6) kugona zvihuta zvemusango kuzvichengeta pamba
7) zvikoni zvikoni chicken inn haife yakapfuura chihuta kunaka
8) agocha chihuta avangarara.
9) nhamo inhamo zvayo sadza nezvihuta hazvirambwi

You Might Also Like

0 comments: